1 VaKorinde 8:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Kunyange zvakadaro, zivo iyi haisi muvanhu vose;+ asi vamwe, zvavakajaira chidhori kusvikira zvino, vanodya zvokudya sechimwe chinhu chakabayirwa chidhori,+ uye hana yavo inosvibiswa, zvaisina simba.+ VaFiripi 1:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Izvi ndizvo zvandinoramba ndichinyengeterera, kuti rudo rwenyu rurambe ruchiwanda+ nezivo yakarurama+ uye noungwaru hwakazara;+ 2 Petro 1:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Nokuda kwaizvozvi ini ndichagara ndichida kukuyeuchidzai+ nezvezvinhu izvi, kunyange muchizviziva uye makamira zvakasimba muchokwadi+ chiri mamuri.+ 1 Johani 2:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Handikunyorerei nokuti hamuzivi chokwadi,+ asi nokuti munochiziva,+ uye nokuti hapana nhema dzinobva muchokwadi.+
7 Kunyange zvakadaro, zivo iyi haisi muvanhu vose;+ asi vamwe, zvavakajaira chidhori kusvikira zvino, vanodya zvokudya sechimwe chinhu chakabayirwa chidhori,+ uye hana yavo inosvibiswa, zvaisina simba.+
9 Izvi ndizvo zvandinoramba ndichinyengeterera, kuti rudo rwenyu rurambe ruchiwanda+ nezivo yakarurama+ uye noungwaru hwakazara;+
12 Nokuda kwaizvozvi ini ndichagara ndichida kukuyeuchidzai+ nezvezvinhu izvi, kunyange muchizviziva uye makamira zvakasimba muchokwadi+ chiri mamuri.+
21 Handikunyorerei nokuti hamuzivi chokwadi,+ asi nokuti munochiziva,+ uye nokuti hapana nhema dzinobva muchokwadi.+