2 Timoti 2:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 kana tikaramba tichitsungirira, tichatongawo pamwe chete semadzimambo;+ kana tikaramba,+ iye achatirambawo; Zvakazarurwa 3:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Ndichabvumira anokunda+ kuti agare neni pachigaro changu choumambo,+ ini zvandakakunda ndikagara+ naBaba vangu pachigaro chavo choumambo.+
12 kana tikaramba tichitsungirira, tichatongawo pamwe chete semadzimambo;+ kana tikaramba,+ iye achatirambawo;
21 Ndichabvumira anokunda+ kuti agare neni pachigaro changu choumambo,+ ini zvandakakunda ndikagara+ naBaba vangu pachigaro chavo choumambo.+