Johani 14:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 Handichataurizve zvizhinji nemi, nokuti mutongi+ wenyika ari kuuya. Asi haana simba pandiri,+ VaEfeso 2:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 mamakambofamba maererano nemamiriro+ ezvinhu enyika ino, maererano nomutongi+ wesimba remhepo, iwo mafungiro+ anoshanda zvino muvanakomana vasingateereri.+ 1 Johani 5:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Tinoziva kuti tinobva kuna Mwari,+ asi nyika yose iri musimba reakaipa.+
2 mamakambofamba maererano nemamiriro+ ezvinhu enyika ino, maererano nomutongi+ wesimba remhepo, iwo mafungiro+ anoshanda zvino muvanakomana vasingateereri.+