VaHebheru 10:36 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 36 Nokuti munofanira kutsungirira,+ kuti kana maita zvinodiwa naMwari,+ mugamuchire kuzadzika kwechipikirwa.+ 2 Johani 8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Zvichenjererei, kuti murege kurasikirwa nezvinhu zvatakashanda kuti tiwane, asi kuti muwane mubayiro wakazara.+
36 Nokuti munofanira kutsungirira,+ kuti kana maita zvinodiwa naMwari,+ mugamuchire kuzadzika kwechipikirwa.+
8 Zvichenjererei, kuti murege kurasikirwa nezvinhu zvatakashanda kuti tiwane, asi kuti muwane mubayiro wakazara.+