VaRoma 8:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Nokuti vaya vanoita maererano nenyama vanoisa pfungwa dzavo pazvinhu zvenyama,+ asi vaya vanoita maererano nomudzimu pazvinhu zvomudzimu.+ VaRoma 8:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 nokuti kana muchirarama maererano nenyama chokwadi muchafa;+ asi kana mukauraya mabasa omuviri+ muchishandisa mudzimu, muchararama.
5 Nokuti vaya vanoita maererano nenyama vanoisa pfungwa dzavo pazvinhu zvenyama,+ asi vaya vanoita maererano nomudzimu pazvinhu zvomudzimu.+
13 nokuti kana muchirarama maererano nenyama chokwadi muchafa;+ asi kana mukauraya mabasa omuviri+ muchishandisa mudzimu, muchararama.