RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 VaKorinde 5:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 Mutsamba yangu ndakakunyorerai kuti murege kufambidzana nezvifeve,

  • VaEfeso 5:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Ufeve+ nezvinhu zvisina kuchena zvemarudzi ose kana kukara+ ngazvirege kumbotaurwa nezvazvo pakati penyu,+ sezvinokodzera vanhu vatsvene;+

  • VaKorose 3:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 Naizvozvo, urayai+ nhengo dzemiviri yenyu+ dziri panyika kana tichitaura nezvoufeve, zvinhu zvisina kuchena, chido chokurara nomumwe munhu,+ kuchiva kunokuvadza, nokuchochora+ uko kunoreva kunamata zvidhori.

  • Zvakazarurwa 2:20
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 20 “‘Kunyange zvakadaro, ndinopesana newe pachinhu ichi, kuti unoshivirira mukadzi uya Jezebheri,+ anozviti muprofitakadzi, uye anodzidzisa+ nokutsausa varanda vangu+ kuti vaite ufeve+ nokudya zvinhu zvakabayirwa zvidhori.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe