1 VaKorinde 8:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 chokwadi kwatiri kuna Mwari mumwe chete+ ivo Baba,+ zvinhu zvose zvinobva kwaari, uye isu tiri vake;+ uye kuna Ishe mumwe chete,+ iye Jesu Kristu,+ zvinhu zvose zviripo naye,+ nesu tiripo naye. 1 VaKorinde 12:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 kune mabasa akasiyana-siyana,+ asi Mwari mumwe chete+ ndiye anoita mabasa ose muvanhu vose.+
6 chokwadi kwatiri kuna Mwari mumwe chete+ ivo Baba,+ zvinhu zvose zvinobva kwaari, uye isu tiri vake;+ uye kuna Ishe mumwe chete,+ iye Jesu Kristu,+ zvinhu zvose zviripo naye,+ nesu tiripo naye.