28 Mwari akaisa nhengo dzakasiyana-siyana muungano,+ kutanga, vaapostora;+ kechipiri, vaprofita;+ kechitatu, vadzidzisi;+ kwozotevera mabasa esimba;+ achiteverwa nezvipo zvokuporesa;+ mabasa anobatsira,+ kukwanisa kutungamirira,+ ndimi dzakasiyana-siyana.+