Mateu 5:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Saizvozvowo chiedza chenyu+ ngachivheneke pamberi pevanhu, kuti vaone mabasa enyu akanaka+ uye vakudze+ Baba venyu vari kumatenga. Johani 12:36 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 36 Pamunenge muchine chiedza, ivai nokutenda muchiedza, kuti muve vanakomana vechiedza.”+ Jesu akataura zvinhu izvi, akaenda, akanovavanda. 1 Johani 2:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Uyo anoti ari muchiedza asi achivenga+ hama yake ari murima kusvikira iye zvino.+
16 Saizvozvowo chiedza chenyu+ ngachivheneke pamberi pevanhu, kuti vaone mabasa enyu akanaka+ uye vakudze+ Baba venyu vari kumatenga.
36 Pamunenge muchine chiedza, ivai nokutenda muchiedza, kuti muve vanakomana vechiedza.”+ Jesu akataura zvinhu izvi, akaenda, akanovavanda.