Mateu 11:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Takurai joko+ rangu mudzidze kwandiri,+ nokuti ndiri munyoro+ uye ndine mwoyo unozvininipisa, uye muchawana zororo+ remweya yenyu. Johani 13:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Nokuti ndakuitirai muenzaniso, kuti, sezvandakuitirai, muitewo saizvozvo.+
29 Takurai joko+ rangu mudzidze kwandiri,+ nokuti ndiri munyoro+ uye ndine mwoyo unozvininipisa, uye muchawana zororo+ remweya yenyu.