Jeremiya 31:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 “Nokuti iyi ndiyo sungano+ yandichaita neimba yaIsraeri pashure pemazuva iwayo,”+ ndizvo zvinotaura Jehovha. “Ndichaisa mutemo wangu mavari,+ uye ndichaunyora mumwoyo mavo.+ Ndichava Mwari wavo, uye ivo vachava vanhu vangu.”+ 2 VaKorinde 3:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Kwete kuti isu tinonyatsokwanisa zvokuti tifunge kuti zvinhu zvose zvinobva kwatiri,+ asi kunyatsokwanisa kwedu kunobva kuna Mwari,+ VaHebheru 13:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 ngaakushongedzei nezvinhu zvose zvakanaka kuti muite zvaanoda, achiita matiri zvinomufadza+ kwazvo pamberi pake achishandisa Jesu Kristu; kukudzwa ngakuve kwaari nokusingaperi-peri.+ Ameni.
33 “Nokuti iyi ndiyo sungano+ yandichaita neimba yaIsraeri pashure pemazuva iwayo,”+ ndizvo zvinotaura Jehovha. “Ndichaisa mutemo wangu mavari,+ uye ndichaunyora mumwoyo mavo.+ Ndichava Mwari wavo, uye ivo vachava vanhu vangu.”+
5 Kwete kuti isu tinonyatsokwanisa zvokuti tifunge kuti zvinhu zvose zvinobva kwatiri,+ asi kunyatsokwanisa kwedu kunobva kuna Mwari,+
21 ngaakushongedzei nezvinhu zvose zvakanaka kuti muite zvaanoda, achiita matiri zvinomufadza+ kwazvo pamberi pake achishandisa Jesu Kristu; kukudzwa ngakuve kwaari nokusingaperi-peri.+ Ameni.