Dheuteronomi 10:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Dzingisai mwoyo yenyu,+ musaramba makaomesa mitsipa yenyu.+ VaRoma 2:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Asi anonzi muJudha ndiye uya akadaro nechomukati,+ uye kudzingiswa kwake ndiko kuya kwomwoyo+ nomudzimu, kwete nebumbiro romutemo rakanyorwa.+ Kurumbidzwa+ kwaiyeyo kunobva kuna Mwari, kwete kuvanhu.+ VaFiripi 3:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Nokuti tiri vaya vokudzingiswa chaiko,+ vari kuita basa dzvene nomudzimu waMwari,+ uye tinozvirumbidza muna Kristu Jesu+ uye hativimbi nenyama,+
29 Asi anonzi muJudha ndiye uya akadaro nechomukati,+ uye kudzingiswa kwake ndiko kuya kwomwoyo+ nomudzimu, kwete nebumbiro romutemo rakanyorwa.+ Kurumbidzwa+ kwaiyeyo kunobva kuna Mwari, kwete kuvanhu.+
3 Nokuti tiri vaya vokudzingiswa chaiko,+ vari kuita basa dzvene nomudzimu waMwari,+ uye tinozvirumbidza muna Kristu Jesu+ uye hativimbi nenyama,+