Dheuteronomi 10:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Dzingisai mwoyo yenyu,+ musaramba makaomesa mitsipa yenyu.+ Dheuteronomi 30:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Jehovha Mwari wako achadzingisa mwoyo wako+ nemwoyo yevana vako,+ kuti ude Jehovha Mwari wako nomwoyo wako wose nomweya wako wose uchizviita nokuda kwoupenyu hwako.+ Jeremiya 4:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Zvidzingisei kuna Jehovha, uye bvisai zvikanda zvepamberi zvemwoyo yenyu,+ imi varume vaJudha nevagari vomuJerusarema; kuti hasha dzangu dzirege kubuda somoto, dzikabvira pasina anodzima, nokuda kwokuipa kwezvamakaita.”+ Mabasa 7:51 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 51 “Vanhu vane nharo vane mwoyo nenzeve zvisina kudzingiswa,+ munogara muchirwisa mudzimu mutsvene; munoita sezvakaitwa nemadzitateguru enyu.+ VaFiripi 3:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Nokuti tiri vaya vokudzingiswa chaiko,+ vari kuita basa dzvene nomudzimu waMwari,+ uye tinozvirumbidza muna Kristu Jesu+ uye hativimbi nenyama,+
6 Jehovha Mwari wako achadzingisa mwoyo wako+ nemwoyo yevana vako,+ kuti ude Jehovha Mwari wako nomwoyo wako wose nomweya wako wose uchizviita nokuda kwoupenyu hwako.+
4 Zvidzingisei kuna Jehovha, uye bvisai zvikanda zvepamberi zvemwoyo yenyu,+ imi varume vaJudha nevagari vomuJerusarema; kuti hasha dzangu dzirege kubuda somoto, dzikabvira pasina anodzima, nokuda kwokuipa kwezvamakaita.”+
51 “Vanhu vane nharo vane mwoyo nenzeve zvisina kudzingiswa,+ munogara muchirwisa mudzimu mutsvene; munoita sezvakaitwa nemadzitateguru enyu.+
3 Nokuti tiri vaya vokudzingiswa chaiko,+ vari kuita basa dzvene nomudzimu waMwari,+ uye tinozvirumbidza muna Kristu Jesu+ uye hativimbi nenyama,+