Mabasa 26:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 kuti usvinudze maziso avo,+ kuti uvatendeutse kubva murima+ uchivaendesa kuchiedza+ uye kubva pasimba raSatani+ uchivaendesa kuna Mwari, kuti vagamuchire kukanganwirwa zvivi+ nenhaka+ pakati pevaya vakatsveneswa+ nokutenda kwavo mandiri.’ VaRoma 13:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Usiku hwafamba; kwava kuda kuedza.+ Naizvozvo ngatibvisei mabasa erima+ uye ngatishongei zvombo+ zvechiedza. VaEfeso 5:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 nokuti maimbova rima,+ asi zvino mava chiedza+ munaShe. Rambai muchifamba sevana vechiedza,
18 kuti usvinudze maziso avo,+ kuti uvatendeutse kubva murima+ uchivaendesa kuchiedza+ uye kubva pasimba raSatani+ uchivaendesa kuna Mwari, kuti vagamuchire kukanganwirwa zvivi+ nenhaka+ pakati pevaya vakatsveneswa+ nokutenda kwavo mandiri.’
12 Usiku hwafamba; kwava kuda kuedza.+ Naizvozvo ngatibvisei mabasa erima+ uye ngatishongei zvombo+ zvechiedza.