Mabasa 26:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 kuti usvinudze maziso avo,+ kuti uvatendeutse kubva murima+ uchivaendesa kuchiedza+ uye kubva pasimba raSatani+ uchivaendesa kuna Mwari, kuti vagamuchire kukanganwirwa zvivi+ nenhaka+ pakati pevaya vakatsveneswa+ nokutenda kwavo mandiri.’ 1 Petro 2:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Asi imi muri “dzinza rakasarudzwa, upristi hwoumambo, rudzi rutsvene,+ vanhu vake chaivo,+ kuti muzivise kwose kwose kunaka”+ kwouya akakudanai kuti mubve murima mupinde muchiedza chake chinoshamisa.+
18 kuti usvinudze maziso avo,+ kuti uvatendeutse kubva murima+ uchivaendesa kuchiedza+ uye kubva pasimba raSatani+ uchivaendesa kuna Mwari, kuti vagamuchire kukanganwirwa zvivi+ nenhaka+ pakati pevaya vakatsveneswa+ nokutenda kwavo mandiri.’
9 Asi imi muri “dzinza rakasarudzwa, upristi hwoumambo, rudzi rutsvene,+ vanhu vake chaivo,+ kuti muzivise kwose kwose kunaka”+ kwouya akakudanai kuti mubve murima mupinde muchiedza chake chinoshamisa.+