Isaya 32:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Mumwe nomumwe achava senzvimbo yokuvanda mhepo nenzvimbo yokuvanda dutu rine mvura,+ sehova dzemvura panyika isina mvura,+ somumvuri weibwe guru panyika yafa nenyota.+ VaFiripi 2:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Naizvozvo mugamuchirei+ sezvamunoita vateveri vaShe nomufaro wose; uye rambai muchida vanhu vakadaro,+ 1 Timoti 5:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Varume vakuru vanotungamirira+ nenzira yakanaka ngavanzi vakakodzera kukudzwa zvakapetwa kaviri,+ kunyanya vaya vanoshanda zvakaoma pakutaura nepakudzidzisa.+ VaHebheru 13:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Yeukai vaya vari kukutungamirirai,+ vakakutaurirai shoko raMwari, uye sezvamunocherechedza kuti mufambiro wavo unoguma sei, tevedzerai+ kutenda kwavo.+
2 Mumwe nomumwe achava senzvimbo yokuvanda mhepo nenzvimbo yokuvanda dutu rine mvura,+ sehova dzemvura panyika isina mvura,+ somumvuri weibwe guru panyika yafa nenyota.+
29 Naizvozvo mugamuchirei+ sezvamunoita vateveri vaShe nomufaro wose; uye rambai muchida vanhu vakadaro,+
17 Varume vakuru vanotungamirira+ nenzira yakanaka ngavanzi vakakodzera kukudzwa zvakapetwa kaviri,+ kunyanya vaya vanoshanda zvakaoma pakutaura nepakudzidzisa.+
7 Yeukai vaya vari kukutungamirirai,+ vakakutaurirai shoko raMwari, uye sezvamunocherechedza kuti mufambiro wavo unoguma sei, tevedzerai+ kutenda kwavo.+