1 Timoti 5:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Panguva iyoyo dzinodzidza kuva dzisina basa, dzichifamba-famba nedzimba; chokwadi, kwete chete kuva dzisina basa, asiwo dzinoita makuhwa uye dzinopindira munyaya dzevamwe vanhu,+ dzichitaura zvinhu zvadzisingafaniri kutaura. 1 Petro 4:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Zvisinei, ngaparege kuva nomumwe wenyu anotambura+ nokuti imhondi kana mbavha kana munhu anoita zvakaipa kana munhu anopindira+ munyaya dzevamwe vanhu.
13 Panguva iyoyo dzinodzidza kuva dzisina basa, dzichifamba-famba nedzimba; chokwadi, kwete chete kuva dzisina basa, asiwo dzinoita makuhwa uye dzinopindira munyaya dzevamwe vanhu,+ dzichitaura zvinhu zvadzisingafaniri kutaura.
15 Zvisinei, ngaparege kuva nomumwe wenyu anotambura+ nokuti imhondi kana mbavha kana munhu anoita zvakaipa kana munhu anopindira+ munyaya dzevamwe vanhu.