Ruka 11:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Asi iye akati: “Aiwa, panzvimbo paizvozvo, Vanofara vaya vanonzwa shoko raMwari vachirichengeta!”+ Johani 17:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 “Ndakaratidza vanhu vamakandipa panyika zita renyu.+ Vakanga vari venyu, mukandipa, uye vakachengeta shoko renyu.
28 Asi iye akati: “Aiwa, panzvimbo paizvozvo, Vanofara vaya vanonzwa shoko raMwari vachirichengeta!”+
6 “Ndakaratidza vanhu vamakandipa panyika zita renyu.+ Vakanga vari venyu, mukandipa, uye vakachengeta shoko renyu.