Johani 1:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Naizvozvo Shoko rakava nyama+ rikagara pakati pedu, uye takaona kubwinya kwake, kubwinya kwakaita sokuya kwomwanakomana akaberekwa ari mumwe oga+ akabva kuna baba; uye akanga azere nomutsa usina kukodzera kuwanwa nechokwadi.+ VaHebheru 2:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 asi tinoona Jesu, akanga aitwa akaderera zvishoma pane ngirozi,+ akapfekedzwa korona yokubwinya+ nokukudzwa nokuti iye akafa,+ kuti nomutsa usina kukodzera kuwanwa waMwari aravire rufu nokuda kwevanhu vose.+
14 Naizvozvo Shoko rakava nyama+ rikagara pakati pedu, uye takaona kubwinya kwake, kubwinya kwakaita sokuya kwomwanakomana akaberekwa ari mumwe oga+ akabva kuna baba; uye akanga azere nomutsa usina kukodzera kuwanwa nechokwadi.+
9 asi tinoona Jesu, akanga aitwa akaderera zvishoma pane ngirozi,+ akapfekedzwa korona yokubwinya+ nokukudzwa nokuti iye akafa,+ kuti nomutsa usina kukodzera kuwanwa waMwari aravire rufu nokuda kwevanhu vose.+