1 VaKorinde 9:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Ndiani anomboshanda somurwi achizvibhadharira zvaanoda? Ndiani anodyara munda wemizambiringa akasadya zvibereko zvawo?+ Kana kuti ndiani anofudza boka rezvipfuwo akasadyawo mumwe mukaka weboka racho rezvipfuwo?+ 1 VaKorinde 9:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Kana kuti anozvitaurira isu chete? Chokwadi zvakanyorerwa isu,+ nokuti munhu anorima anofanira kurima aine tariro uye munhu anopura anofanira kudaro aine tariro yokuzodyawo.+
7 Ndiani anomboshanda somurwi achizvibhadharira zvaanoda? Ndiani anodyara munda wemizambiringa akasadya zvibereko zvawo?+ Kana kuti ndiani anofudza boka rezvipfuwo akasadyawo mumwe mukaka weboka racho rezvipfuwo?+
10 Kana kuti anozvitaurira isu chete? Chokwadi zvakanyorerwa isu,+ nokuti munhu anorima anofanira kurima aine tariro uye munhu anopura anofanira kudaro aine tariro yokuzodyawo.+