1 VaKorinde 13:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Pandaiva mucheche, ndaitaura somucheche, ndaifunga somucheche, ndairangarira somucheche; asi zvino zvandava murume,+ ndakarega miitiro youcheche. 1 VaKorinde 14:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Hama, musava vana vaduku pasimba rokunzwisisa,+ asi ivai vacheche pane zvakaipa;+ kurai zvakakwana pasimba rokunzwisisa.+ VaEfeso 4:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 kusvikira tose tasvika pakubatana mukutenda nomuzivo yakarurama pamusoro poMwanakomana waMwari, tava munhu akura zvakakwana,+ tava nomwero wokukura kwakazara kwaKristu;+ VaFiripi 3:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Zvisinei, kusvikira patasvika tichienda mberi, ngatirambei tichifamba zvakanaka+ nomuitiro iwoyu. VaHebheru 5:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Asi zvokudya zvikukutu ndezvevanhu vakuru, zvevaya vanoita kuti simba ravo rokunzwisisa+ rirovedzwe kusiyanisa zvakanaka nezvakaipa+ nokurishandisa kwavanoita.
11 Pandaiva mucheche, ndaitaura somucheche, ndaifunga somucheche, ndairangarira somucheche; asi zvino zvandava murume,+ ndakarega miitiro youcheche.
20 Hama, musava vana vaduku pasimba rokunzwisisa,+ asi ivai vacheche pane zvakaipa;+ kurai zvakakwana pasimba rokunzwisisa.+
13 kusvikira tose tasvika pakubatana mukutenda nomuzivo yakarurama pamusoro poMwanakomana waMwari, tava munhu akura zvakakwana,+ tava nomwero wokukura kwakazara kwaKristu;+
14 Asi zvokudya zvikukutu ndezvevanhu vakuru, zvevaya vanoita kuti simba ravo rokunzwisisa+ rirovedzwe kusiyanisa zvakanaka nezvakaipa+ nokurishandisa kwavanoita.