VaKorose 2:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 akadzima+ rugwaro rwakanyorwa nemaoko+ rwairwisana nesu, rwaiumbwa nemirayiro+ uye rwaipesana nesu;+ uye Iye akarubvisa nokururoverera+ padanda rokutambudzikira.+ VaHebheru 8:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Paanotaura kuti “sungano itsva” iye aita kuti yekare isashanda.+ Zvino chinoitwa kuti chisashanda uye chiri kusakara chava kuda kutsakatika.+
14 akadzima+ rugwaro rwakanyorwa nemaoko+ rwairwisana nesu, rwaiumbwa nemirayiro+ uye rwaipesana nesu;+ uye Iye akarubvisa nokururoverera+ padanda rokutambudzikira.+
13 Paanotaura kuti “sungano itsva” iye aita kuti yekare isashanda.+ Zvino chinoitwa kuti chisashanda uye chiri kusakara chava kuda kutsakatika.+