RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 34:27
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 27 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi: “Nyora mashoko aya,+ nokuti ndinoita sungano newe naIsraeri maererano nemashoko aya.”+

  • Dheuteronomi 31:24
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 24 Zvino Mosesi paakanga angopedza kunyora mashoko omutemo uyu mubhuku kusvikira apera,+

  • 2 Madzimambo 23:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 Pashure paizvozvo mambo akaenda kuimba yaJehovha, aine varume vose vaJudha nevagari vose vomuJerusarema, nevapristiwo+ nevaprofita nevanhu vose, kubvira kumuduku kusvikira kumukuru;+ uye akatanga kuverenga+ ivo vachinzwa mashoko ose ebhuku+ resungano,+ rakanga rawanikwa muimba yaJehovha.+

  • VaEfeso 2:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Nokuti ndiye rugare+ rwedu, iye akaita kuti mativi maviri+ ave rimwe chete+ uye akaparadza rusvingo+ rwaiva pakati rwaiaparadzanisa.+

  • VaHebheru 7:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 Saka, chokwadi murayiro wokutanga unoiswa parutivi nokuda kwokushayiwa kwawo simba+ uye kusashanda kwawo.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe