VaGaratiya 3:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Kristu nokutitenga+ akatisunungura+ pakutuka kwoMutemo nokuva akatukwa+ panzvimbo pedu, nokuti zvakanyorwa kuti: “Munhu wose anoturikwa padanda akatukwa.”+ VaHebheru 9:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Naizvozvo ndokusaka Kristu ari murevereri+ wesungano itsva, kuitira kuti vaya vakadanwa vagamuchire chipikirwa chenhaka isingaperi,+ nokuti iye akafira kuti vasunungurwe norudzikinuro+ pakudarika kwaiitwa musungano yokutanga.+ 1 Petro 2:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Iye akatakura zvivi+ zvedu mumuviri wake padanda,+ kuti tirege zvivi+ uye tiraramire kururama. Uye “makaporeswa nemaronda ake.”+
13 Kristu nokutitenga+ akatisunungura+ pakutuka kwoMutemo nokuva akatukwa+ panzvimbo pedu, nokuti zvakanyorwa kuti: “Munhu wose anoturikwa padanda akatukwa.”+
15 Naizvozvo ndokusaka Kristu ari murevereri+ wesungano itsva, kuitira kuti vaya vakadanwa vagamuchire chipikirwa chenhaka isingaperi,+ nokuti iye akafira kuti vasunungurwe norudzikinuro+ pakudarika kwaiitwa musungano yokutanga.+
24 Iye akatakura zvivi+ zvedu mumuviri wake padanda,+ kuti tirege zvivi+ uye tiraramire kururama. Uye “makaporeswa nemaronda ake.”+