Pisarema 140:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Vakarodza rurimi rwavo kuti ruve sorwenyoka;+Uturu hwenyoka ine nyanga huri pasi pemiromo yavo.+ Sera. Zvirevo 12:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Kune munhu anotaura asingafungi zvinobaya sezvinoita bakatwa,+ asi rurimi rwevakachenjera runoporesa.+ Zvirevo 13:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Munhu anorinda muromo wake anochengeta mweya wake.+ Munhu anoshama miromo yake kwazvo—achaparadzwa.+ Zvirevo 18:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Muromo webenzi ndiwo unoriparadza,+ uye miromo yaro musungo kumweya waro.+ VaRoma 3:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 “Huro dzavo iguva rakavhurika, vakanyengera nendimi dzavo.”+ “Uturu hwenyoka huri mumiromo yavo.”+
3 Vakarodza rurimi rwavo kuti ruve sorwenyoka;+Uturu hwenyoka ine nyanga huri pasi pemiromo yavo.+ Sera.
18 Kune munhu anotaura asingafungi zvinobaya sezvinoita bakatwa,+ asi rurimi rwevakachenjera runoporesa.+
3 Munhu anorinda muromo wake anochengeta mweya wake.+ Munhu anoshama miromo yake kwazvo—achaparadzwa.+
13 “Huro dzavo iguva rakavhurika, vakanyengera nendimi dzavo.”+ “Uturu hwenyoka huri mumiromo yavo.”+