Mateu 4:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Jesu akabva ati kwaari: “Ibva, Satani! Nokuti zvakanyorwa kuti, ‘Jehovha Mwari wako ndiye waunofanira kunamata,+ uye ndiye oga+ waunofanira kuitira basa dzvene.’”+ Mateu 4:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Dhiyabhorosi akabva amusiya,+ uye tarira! ngirozi dzakauya, dzikatanga kumushumira.+ Ruka 4:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Naizvozvo apedza kuedza kwose, Dhiyabhorosi akamusiya kusvikira pane imwe nguva yakakodzera.+
10 Jesu akabva ati kwaari: “Ibva, Satani! Nokuti zvakanyorwa kuti, ‘Jehovha Mwari wako ndiye waunofanira kunamata,+ uye ndiye oga+ waunofanira kuitira basa dzvene.’”+