Pisarema 39:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 39 Ndakati: “Ndicharinda nzira dzangu+Kuti ndirege kutadza norurimi rwangu.+Ndichaisa tomu kuti rive murindi womuromo wangu,+Chero bedzi munhu akaipa ari pamberi pangu.”+ Zvirevo 12:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Kune munhu anotaura asingafungi zvinobaya sezvinoita bakatwa,+ asi rurimi rwevakachenjera runoporesa.+ Zvirevo 15:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Rurimi rwevakachenjera runoita zvakanaka nezivo,+ asi muromo wemapenzi unobudisa upenzi.+ 1 Petro 3:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Nokuti, “iye anoda upenyu nokuona mazuva akanaka,+ ngaadzore rurimi+ rwake pane zvakaipa nemiromo yake pakutaura zvokunyengera,+
39 Ndakati: “Ndicharinda nzira dzangu+Kuti ndirege kutadza norurimi rwangu.+Ndichaisa tomu kuti rive murindi womuromo wangu,+Chero bedzi munhu akaipa ari pamberi pangu.”+
18 Kune munhu anotaura asingafungi zvinobaya sezvinoita bakatwa,+ asi rurimi rwevakachenjera runoporesa.+
10 Nokuti, “iye anoda upenyu nokuona mazuva akanaka,+ ngaadzore rurimi+ rwake pane zvakaipa nemiromo yake pakutaura zvokunyengera,+