Isaya 53:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Asi iye akanga achibayiwa+ nokuda kwokudarika kwedu;+ akanga achipwanyiwa nokuda kwokukanganisa kwedu.+ Kuranga kwakaitirwa rugare rwedu kwakanga kuri paari,+ uye tave tichiporeswa+ nokuda kwemaronda+ ake.
5 Asi iye akanga achibayiwa+ nokuda kwokudarika kwedu;+ akanga achipwanyiwa nokuda kwokukanganisa kwedu.+ Kuranga kwakaitirwa rugare rwedu kwakanga kuri paari,+ uye tave tichiporeswa+ nokuda kwemaronda+ ake.