RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zekariya 12:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 “Ndichadururira mudzimu wenyasha+ nowokuteterera+ paimba yaDhavhidhi nepavagari vomuJerusarema, vachatarira Iye wavakabvoora,+ vachaungudza pamusoro pake sokuungudza kunoitirwa mwanakomana mumwe chete; uye vacharira vachishungurudzwa pamusoro pake sokurira uchishungurudzwa kunoitirwa mwanakomana wedangwe.+

  • Mateu 27:49
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 49 Asi vamwe vose vakati: “Murege! Rega tione kana Eriya akauya kuzomuponesa.”+ [[Mumwe murume akatora pfumo akabaya rutivi rwake, ropa nemvura zvikabuda.]]+

  • Johani 19:34
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 34 Asi mumwe wevarwi akadhuvhura rutivi rwake nepfumo,+ uye ropa nemvura zvikabva zvabuda.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe