Johani 16:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 Ndataura zvinhu izvi kwamuri kuti muve norugare nokwandiri.+ Munyika munotambudzika, asi shingai! Ini ndakunda nyika.”+ VaKorose 2:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Achipfekenura hurumende nevanhu vane masimba,+ akavaratidza pachena kuti vakundwa,+ achivatungamirira pakufora+ kwokukunda achishandisa danda rokutambudzikira. VaHebheru 2:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Naizvozvo, “vana vaduku” vacho zvavanogoverana ropa nenyama, saizvozvowo iye akagovana navo zvinhu izvozvo,+ kuti norufu rwake+ aparadze+ uyo ane simba rokukonzera rufu,+ iye Dhiyabhorosi;+
33 Ndataura zvinhu izvi kwamuri kuti muve norugare nokwandiri.+ Munyika munotambudzika, asi shingai! Ini ndakunda nyika.”+
15 Achipfekenura hurumende nevanhu vane masimba,+ akavaratidza pachena kuti vakundwa,+ achivatungamirira pakufora+ kwokukunda achishandisa danda rokutambudzikira.
14 Naizvozvo, “vana vaduku” vacho zvavanogoverana ropa nenyama, saizvozvowo iye akagovana navo zvinhu izvozvo,+ kuti norufu rwake+ aparadze+ uyo ane simba rokukonzera rufu,+ iye Dhiyabhorosi;+