Dhanieri 2:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Asi kuna Mwari ari kumatenga, Muzivisi wezvinhu zvakavanzika,+ uye aita kuti Mambo Nebhukadhinezari azive zvichazoitika mumazuva okupedzisira.+ Hope dzenyu nezvamakaratidzwa mumusoro menyu muri pamubhedha wenyu ndeizvi: Johani 12:49 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 49 nokuti handina kutaura zvangu pachangu, asi ivo Baba vakandituma vakandipa murayiro pamusoro pezvandichazivisa nezvandichataura.+
28 Asi kuna Mwari ari kumatenga, Muzivisi wezvinhu zvakavanzika,+ uye aita kuti Mambo Nebhukadhinezari azive zvichazoitika mumazuva okupedzisira.+ Hope dzenyu nezvamakaratidzwa mumusoro menyu muri pamubhedha wenyu ndeizvi:
49 nokuti handina kutaura zvangu pachangu, asi ivo Baba vakandituma vakandipa murayiro pamusoro pezvandichazivisa nezvandichataura.+