VaRoma 1:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Naizvozvo Mwari, maererano nokuchiva kwemwoyo yavo, akavaisa kuzvinhu zvisina kuchena,+ kuti varege kuremekedza+ miviri yavo,+ 1 VaKorinde 6:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Chii! Hamuzivi here kuti vanhu vasina kururama havazogari nhaka youmambo hwaMwari?+ Musatsauswa. Zvifeve,+ kana vanonamata zvidhori,+ kana mhombwe,+ kana varume vanochengeterwa kuita zvinhu zvisiri zvomusikirwo,+ kana varume vanorara nevarume,+
24 Naizvozvo Mwari, maererano nokuchiva kwemwoyo yavo, akavaisa kuzvinhu zvisina kuchena,+ kuti varege kuremekedza+ miviri yavo,+
9 Chii! Hamuzivi here kuti vanhu vasina kururama havazogari nhaka youmambo hwaMwari?+ Musatsauswa. Zvifeve,+ kana vanonamata zvidhori,+ kana mhombwe,+ kana varume vanochengeterwa kuita zvinhu zvisiri zvomusikirwo,+ kana varume vanorara nevarume,+