Dhanieri 2:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Asi kuna Mwari ari kumatenga, Muzivisi wezvinhu zvakavanzika,+ uye aita kuti Mambo Nebhukadhinezari azive zvichazoitika mumazuva okupedzisira.+ Hope dzenyu nezvamakaratidzwa mumusoro menyu muri pamubhedha wenyu ndeizvi: Zvakazarurwa 1:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 1 Zvakazarurwa+ naJesu Kristu, zvaakapiwa naMwari,+ kuti aratidze varanda vake+ zvinhu zvinofanira kukurumidza kuitika.+ Akatuma ngirozi yake,+ akaishandisa kuzvipa ichiita zvokuratidza+ muranda wake Johani,+
28 Asi kuna Mwari ari kumatenga, Muzivisi wezvinhu zvakavanzika,+ uye aita kuti Mambo Nebhukadhinezari azive zvichazoitika mumazuva okupedzisira.+ Hope dzenyu nezvamakaratidzwa mumusoro menyu muri pamubhedha wenyu ndeizvi:
1 Zvakazarurwa+ naJesu Kristu, zvaakapiwa naMwari,+ kuti aratidze varanda vake+ zvinhu zvinofanira kukurumidza kuitika.+ Akatuma ngirozi yake,+ akaishandisa kuzvipa ichiita zvokuratidza+ muranda wake Johani,+