RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mabasa 2:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 ‘“Nemazuva okupedzisira,” Mwari anodaro, “ndichadurura mumwe mudzimu wangu+ pavanhu vemarudzi ose, vanakomana venyu nevanasikana venyu vachaprofita uye majaya enyu achaona zviratidzo uye vakwegura venyu vacharota hope;+

  • Zvakazarurwa 19:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Ndakabva ndawira pasi pamberi petsoka dzayo kuti ndiinamate.+ Asi yakandiudza kuti: “Chenjerera! Usadaro!+ Ndinongovawo muranda pamwe chete newe nowehama dzako dzine basa rokupupurira Jesu.+ Namata Mwari;+ nokuti kupupurira Jesu ndicho chinangwa chouprofita.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe