Mateu 28:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Naizvozvo endai munoita kuti vanhu vemarudzi ose+ vave vadzidzi,+ muchivabhabhatidza+ muzita raBaba+ neroMwanakomana+ neromudzimu mutsvene,+ Mabasa 1:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 asi muchagamuchira simba+ kana mudzimu mutsvene wasvika pamuri, uye muchava zvapupu+ zvangu muJerusarema+ nomuJudhiya mose nomuSamariya+ uye kusvikira kurutivi ruri kure kwazvo rwenyika.”+
19 Naizvozvo endai munoita kuti vanhu vemarudzi ose+ vave vadzidzi,+ muchivabhabhatidza+ muzita raBaba+ neroMwanakomana+ neromudzimu mutsvene,+
8 asi muchagamuchira simba+ kana mudzimu mutsvene wasvika pamuri, uye muchava zvapupu+ zvangu muJerusarema+ nomuJudhiya mose nomuSamariya+ uye kusvikira kurutivi ruri kure kwazvo rwenyika.”+