Mateu 4:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Jesu akabva ati kwaari: “Ibva, Satani! Nokuti zvakanyorwa kuti, ‘Jehovha Mwari wako ndiye waunofanira kunamata,+ uye ndiye oga+ waunofanira kuitira basa dzvene.’”+ Johani 4:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Kunyange zvakadaro, awa iri kuuya, nazvino yatovapo, vanamati vechokwadi pavachanamata Baba nomudzimu+ nechokwadi,+ nokuti, chokwadi, Baba vari kutsvaka vanhu vakadaro kuti vavanamate.+
10 Jesu akabva ati kwaari: “Ibva, Satani! Nokuti zvakanyorwa kuti, ‘Jehovha Mwari wako ndiye waunofanira kunamata,+ uye ndiye oga+ waunofanira kuitira basa dzvene.’”+
23 Kunyange zvakadaro, awa iri kuuya, nazvino yatovapo, vanamati vechokwadi pavachanamata Baba nomudzimu+ nechokwadi,+ nokuti, chokwadi, Baba vari kutsvaka vanhu vakadaro kuti vavanamate.+