1 VaTesaronika 4:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 nokuti Ishe achaburuka kudenga+ achishevedzera nesimba, nenzwi rengirozi huru+ nebhosvo+ raMwari, uye vaya vakafa vari pamwe naKristu vachatanga kumuka.+ VaHebheru 11:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Zvakare, pasina kutenda+ hazvibviri kunyatsomufadza,+ nokuti iye anosvika kuna Mwari anofanira kutenda kuti ariko+ uye kuti anopa mubayiro+ vaya vanomutsvaka nomwoyo wose.+ Zvakazarurwa 14:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Zvino ndakanzwa inzwi richibva kudenga richiti: “Nyora kuti: Vanofara ndivo vakafa,+ vanofa vari pamwe naShe+ kubvira panguva ino.+ Chokwadi, mudzimu unoti, ngavazorore pamabasa avo, nokuti zvinhu zvavakaita zvinobva zvaenda navo.”
16 nokuti Ishe achaburuka kudenga+ achishevedzera nesimba, nenzwi rengirozi huru+ nebhosvo+ raMwari, uye vaya vakafa vari pamwe naKristu vachatanga kumuka.+
6 Zvakare, pasina kutenda+ hazvibviri kunyatsomufadza,+ nokuti iye anosvika kuna Mwari anofanira kutenda kuti ariko+ uye kuti anopa mubayiro+ vaya vanomutsvaka nomwoyo wose.+
13 Zvino ndakanzwa inzwi richibva kudenga richiti: “Nyora kuti: Vanofara ndivo vakafa,+ vanofa vari pamwe naShe+ kubvira panguva ino.+ Chokwadi, mudzimu unoti, ngavazorore pamabasa avo, nokuti zvinhu zvavakaita zvinobva zvaenda navo.”