Genesisi 6:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 vanakomana vaMwari wechokwadi+ vakaona+ vanasikana vevanhu, kuti vakanga vakanaka; vakatora madzimai, kureva ose avakasarudza. Jobho 38:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Nyeredzi dzemangwanani+ padzakashevedzera nomufaro pamwe chete,Uye vanakomana vose vaMwari+ pavakatanga kushevedzera vachirumbidza? 2 VaKorinde 11:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Saka hachisi chinhu chikuru kana vashumiri vake+ vachiramba vachizvichinjawo kuva vashumiri vokururama. Asi kuguma kwavo kuchava maererano nemabasa avo.+
2 vanakomana vaMwari wechokwadi+ vakaona+ vanasikana vevanhu, kuti vakanga vakanaka; vakatora madzimai, kureva ose avakasarudza.
7 Nyeredzi dzemangwanani+ padzakashevedzera nomufaro pamwe chete,Uye vanakomana vose vaMwari+ pavakatanga kushevedzera vachirumbidza?
15 Saka hachisi chinhu chikuru kana vashumiri vake+ vachiramba vachizvichinjawo kuva vashumiri vokururama. Asi kuguma kwavo kuchava maererano nemabasa avo.+