Zvakazarurwa 11:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Ndichaita kuti zvapupu zvangu zviviri+ zviprofite+ zvakapfeka masaga+ kwemazuva ane chiuru chine mazana maviri nemakumi matanhatu.” Zvakazarurwa 12:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Mukadzi wacho akatizira kurenje,+ kwaaine nzvimbo yaakagadzirirwa naMwari, kuti vamupe zvokudya+ ikoko mazuva ane chiuru nemazana maviri nemakumi matanhatu.+
3 Ndichaita kuti zvapupu zvangu zviviri+ zviprofite+ zvakapfeka masaga+ kwemazuva ane chiuru chine mazana maviri nemakumi matanhatu.”
6 Mukadzi wacho akatizira kurenje,+ kwaaine nzvimbo yaakagadzirirwa naMwari, kuti vamupe zvokudya+ ikoko mazuva ane chiuru nemazana maviri nemakumi matanhatu.+