RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvakazarurwa 11
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zvakazarurwa 11:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 40:3
  • +1VaK 3:16; 2VaK 6:16; VaE 2:21; 1Pe 2:5; 4:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2014, p. 30

    Shanduro yeNyika Itsva (2019), pp. 1960, 2049

    Zvakazarurwa, pp. 161-162

Zvakazarurwa 11:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 40:17
  • +Ru 21:24
  • +VaH 12:22; Zva 21:2
  • +Zva 13:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2014, p. 30

    Zvakazarurwa, pp. 162-163

Zvakazarurwa 11:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 8:17
  • +Mab 2:17; Zva 19:10
  • +Pis 69:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa,

    12/2019, p. 3

    Kunamata Kwakachena, p. 118

    Nharireyomurindi,

    11/15/2014, p. 30

    8/1/1994, p. 31

    11/1/1993, pp. 9-10

    Zvakazarurwa, pp. 163-164

Zvakazarurwa 11:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zek 4:3, 11
  • +Zek 4:12; Mt 5:14
  • +Zek 4:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2014, p. 30

    Zvakazarurwa, pp. 163-164

Zvakazarurwa 11:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 5:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2014, p. 30

    5/15/1997, p. 12

    Zvakazarurwa, pp. 164-166

Zvakazarurwa 11:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ru 4:25
  • +1Mad 17:1; Jak 5:17
  • +Ge 9:4; Eks 7:19; Mab 15:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2014, p. 30

    5/15/1997, p. 12

    Zvakazarurwa, pp. 164-165, 166-167, 208

Zvakazarurwa 11:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 13:1
  • +Zva 2:10, 13; 12:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    5/2020, p. 6

    Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa,

    12/2019, p. 3

    Nharireyomurindi,

    11/15/2014, p. 30

    Zvakazarurwa, pp. 167-168

Zvakazarurwa 11:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 1:10
  • +Ru 13:33; VaH 13:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 167-168

Zvakazarurwa 11:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 13:7; 17:15
  • +Zva 11:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa,

    12/2019, p. 3

    Nharireyomurindi,

    11/15/2014, p. 30

    Zvakazarurwa, pp. 167-168

Zvakazarurwa 11:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 35:15; Zvi 24:17
  • +Ru 23:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2014, p. 30

    Zvakazarurwa, pp. 167-168

Zvakazarurwa 11:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 11:9
  • +Eze 37:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa,

    12/2019, p. 3

    Kunamata Kwakachena, p. 118

    Nharireyomurindi,

    11/15/2014, p. 30

    Zvakazarurwa, pp. 168-170

    Vazivisi, p. 77

Zvakazarurwa 11:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 29:4
  • +Pis 50:5; 147:2; Zva 4:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 169-170, 199

Zvakazarurwa 11:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 6:13
  • +Isa 26:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 170-171

Zvakazarurwa 11:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 9:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 158, 171

Zvakazarurwa 11:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 8:6
  • +1Mak 29:11; Pis 22:28; 97:1; Dha 4:17, 34; Zva 12:10
  • +Pis 2:6; Eze 21:27; Dha 7:13; Ru 1:33; 22:29; 2Pe 1:11
  • +Pis 145:13; Dha 2:44

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 158, 171-172, 176

    Namata Mwari, pp. 93-94

    Nharireyomurindi,

    10/15/1990, p. 19

    1/15/1990, pp. 19-20

    Kukurukurirana, p. 276

Zvakazarurwa 11:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 4:10; 14:3
  • +Pis 95:6
  • +Zva 7:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 172-173

Zvakazarurwa 11:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 12:1
  • +Eks 6:3; Amo 4:13; Zva 16:7
  • +Eks 3:14; Zva 1:4; 16:5
  • +Eks 9:16; Job 37:23; Isa 40:26; VaR 9:17; Zva 4:11
  • +Pis 99:1; Zek 14:9; Zva 19:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 172-173, 176

    Nharireyomurindi,

    5/1/1993, pp. 25-26

Zvakazarurwa 11:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ho 12:10; Amo 3:7; Mt 2:23; Mab 3:18; VaR 1:2; VaH 1:1; Jak 5:10; 1Pe 1:10
  • +1VaT 4:16; VaH 11:6; Zva 14:13
  • +Pis 115:13; Mab 26:22
  • +Isa 6:11; Jer 4:7; 26:18; Mik 3:12
  • +Ge 6:11; Pis 53:1; Jer 6:28; 51:25; Zef 3:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/1/2015, pp. 6-7

    9/1/2014, pp. 3-4, 6

    5/1/2011, p. 8

    3/1/1993, pp. 5-6

    4/1/1991, pp. 6-7

    7/1/1990, pp. 3-4, 5-6

    Zvakazarurwa, pp. 173-176

    Zivo, p. 105

    Mukai!,

    11/8/1993, p. 32

    2/8/1993, pp. 21-26, 27-29

    3/8/1992, pp. 20-21

    Zvapupu zvaJehovha, p. 16

Zvakazarurwa 11:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 14:17
  • +1Mad 8:1; Pis 132:8
  • +Ha 2:20; VaH 8:2; 9:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 175-176

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Zvak. 11:1Eze 40:3
Zvak. 11:11VaK 3:16; 2VaK 6:16; VaE 2:21; 1Pe 2:5; 4:17
Zvak. 11:2Eze 40:17
Zvak. 11:2Ru 21:24
Zvak. 11:2VaH 12:22; Zva 21:2
Zvak. 11:2Zva 13:5
Zvak. 11:3Joh 8:17
Zvak. 11:3Mab 2:17; Zva 19:10
Zvak. 11:3Pis 69:11
Zvak. 11:4Zek 4:3, 11
Zvak. 11:4Zek 4:12; Mt 5:14
Zvak. 11:4Zek 4:14
Zvak. 11:5Jer 5:14
Zvak. 11:6Ru 4:25
Zvak. 11:61Mad 17:1; Jak 5:17
Zvak. 11:6Ge 9:4; Eks 7:19; Mab 15:20
Zvak. 11:7Zva 13:1
Zvak. 11:7Zva 2:10, 13; 12:17
Zvak. 11:8Isa 1:10
Zvak. 11:8Ru 13:33; VaH 13:12
Zvak. 11:9Zva 13:7; 17:15
Zvak. 11:9Zva 11:11
Zvak. 11:10Pis 35:15; Zvi 24:17
Zvak. 11:10Ru 23:12
Zvak. 11:11Zva 11:9
Zvak. 11:11Eze 37:5
Zvak. 11:12Pis 29:4
Zvak. 11:12Pis 50:5; 147:2; Zva 4:1
Zvak. 11:13Isa 6:13
Zvak. 11:13Isa 26:16
Zvak. 11:14Zva 9:12
Zvak. 11:15Zva 8:6
Zvak. 11:151Mak 29:11; Pis 22:28; 97:1; Dha 4:17, 34; Zva 12:10
Zvak. 11:15Pis 2:6; Eze 21:27; Dha 7:13; Ru 1:33; 22:29; 2Pe 1:11
Zvak. 11:15Pis 145:13; Dha 2:44
Zvak. 11:16Zva 4:10; 14:3
Zvak. 11:16Pis 95:6
Zvak. 11:16Zva 7:11
Zvak. 11:17Isa 12:1
Zvak. 11:17Eks 6:3; Amo 4:13; Zva 16:7
Zvak. 11:17Eks 3:14; Zva 1:4; 16:5
Zvak. 11:17Eks 9:16; Job 37:23; Isa 40:26; VaR 9:17; Zva 4:11
Zvak. 11:17Pis 99:1; Zek 14:9; Zva 19:6
Zvak. 11:18Ho 12:10; Amo 3:7; Mt 2:23; Mab 3:18; VaR 1:2; VaH 1:1; Jak 5:10; 1Pe 1:10
Zvak. 11:181VaT 4:16; VaH 11:6; Zva 14:13
Zvak. 11:18Pis 115:13; Mab 26:22
Zvak. 11:18Isa 6:11; Jer 4:7; 26:18; Mik 3:12
Zvak. 11:18Ge 6:11; Pis 53:1; Jer 6:28; 51:25; Zef 3:7
Zvak. 11:19Zva 14:17
Zvak. 11:191Mad 8:1; Pis 132:8
Zvak. 11:19Ha 2:20; VaH 8:2; 9:11
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
Zvakazarurwa 11:1-19

Zvakazarurwa

11 Zvino ndakapiwa tsanga yakaita sekatanda+ pandakaudzwa kuti: “Simuka uyere nzvimbo tsvene yetemberi+ yaMwari neatari nevaya vanonamatira mairi. 2 Asi kana chiri chivanze chiri kunze+ kwenzvimbo tsvene yetemberi, chisiye uye usachiyera, nokuti chakapiwa mamwe marudzi,+ uye iwo achatsika-tsika guta dzvene+ kwemwedzi ine makumi mana nemiviri.+ 3 Ndichaita kuti zvapupu zvangu zviviri+ zviprofite+ zvakapfeka masaga+ kwemazuva ane chiuru chine mazana maviri nemakumi matanhatu.” 4 Izvi zvinofananidzirwa nemiorivhi miviri+ nezvigadziko zvemarambi+ zviviri uye izvo zvimire pamberi paShe wenyika.+

5 Kana munhu achida kuzvikuvadza, moto unobuda mumiromo yazvo woparadza vavengi vazvo;+ uye kana munhu akada kuzvikuvadza, anofanira kuurayiwa saizvozvo. 6 Izvi zvine simba rokuvhara denga+ kuti mvura irege kunaya+ mumazuva okuprofita kwazvo, uye zvine simba pamusoro pemvura rokuishandura kuva ropa+ nokurova nyika nematambudziko emarudzi ose pose pazvinenge zvichida hazvo.

7 Pazvinenge zvapedza kupupura kwazvo, chikara chinobuda mugomba rakadzikadzika+ chicharwa nazvo chozvikunda uye chozviuraya.+ 8 Zvitunha zvazvo zvichava mumugwagwa wakafara weguta guru rinonzi Sodhoma+ neIjipiti mupfungwa yomudzimu, umo Ishe wazvo akarovererwawo.+ 9 Vaya vanobva kuvanhu nemadzinza nendimi nemarudzi+ vachatarira zvitunha zvazvo kwemazuva matatu nehafu,+ uye havaiti kuti zvitunha zvazvo zvivigwe muguva. 10 Vaya vagere panyika vachafarira+ kufa kwazvo uye vachapembera nomufaro, uye vachatumirana zvipo,+ nokuti vaprofita vaviri ava vakarwadzisa vaya vanogara panyika.

11 Pashure pemazuva matatu nehafu+ mudzimu woupenyu wakabva kuna Mwari wakapinda mazviri,+ izvo zvikamira netsoka dzazvo, uye vaya vaizviona vakabatwa nokutya kukuru. 12 Zvakanzwa inzwi guru+ richibva kudenga richiti kwazviri: “Kwirai kuno.”+ Zvakakwira kudenga zviri mugore, uye vavengi vazvo vakazviona. 13 Muawa iyoyo kudengenyeka kukuru kwenyika kwakaitika, chegumi+ cheguta chikawa; uye vanhu vane zviuru zvinomwe vakaurayiwa nokudengenyeka kwenyika, uye vamwe vose vakatya vakakudza Mwari wokudenga.+

14 Nhamo yechipiri+ yapfuura. Tarira! Nhamo yechitatu iri kukurumidza kuuya.

15 Ngirozi yechinomwe yakaridza bhosvo rayo.+ Manzwi makuru akanzwika kudenga, achiti: “Umambo hwenyika hwava umambo hwaShe+ wedu nohwaKristu+ wake, uye Iye achatonga samambo nokusingaperi-peri.”+

16 Vakuru vane makumi maviri nevana+ vakanga vagere pamberi paMwari pazvigaro zvavo zvoushe vakawira pasi nezviso zvavo+ vakanamata Mwari,+ 17 vachiti: “Tinokuongai,+ Jehovha Mwari, Wemasimbaose,+ Imi muripo+ uye makanga muripo, nokuti matora simba renyu guru+ uye matanga kutonga samambo.+ 18 Asi marudzi akava nehasha, hasha dzenyu dzakauya, uye nguva yakatarwa yokuti vakafa vatongwe, kuti mupe varanda venyu vaprofita+ nevatsvene nevaya vanotya zita renyu mubayiro+ wavo, vaduku nevakuru,+ kuti muparadze+ vaya vanoparadza nyika.”+

19 Nzvimbo tsvene yetemberi yaMwari iri kudenga+ yakavhurwa, uye areka+ yesungano yake yakaonekwa iri munzvimbo tsvene+ yetemberi yake. Naizvozvo pakava nemheni nemanzwi nokutinhira nokudengenyeka kwenyika nechimvuramabwe chikuru.

Mabhuku eChiShona (1973-2022)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2023 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe