Genesisi 35:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Jakobho akabva ati kumhuri yake nekuvanhu vese vaaiva navo: “Rasai vanamwari vekune dzimwe nyika vari pakati penyu,+ muzvichenese uye muchinje zvipfeko zvenyu, Eksodho 34:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Ngwarira kuti usaita sungano nevagari vemunyika yacho, nekuti pavanoita unzenza navanamwari vavo, vopa zvibayiro kuna vanamwari vavo,+ mumwe munhu achakukoka wodya zvimwe zvinhu zvaanenge achibayira.+
2 Jakobho akabva ati kumhuri yake nekuvanhu vese vaaiva navo: “Rasai vanamwari vekune dzimwe nyika vari pakati penyu,+ muzvichenese uye muchinje zvipfeko zvenyu,
15 Ngwarira kuti usaita sungano nevagari vemunyika yacho, nekuti pavanoita unzenza navanamwari vavo, vopa zvibayiro kuna vanamwari vavo,+ mumwe munhu achakukoka wodya zvimwe zvinhu zvaanenge achibayira.+