Johani 1:29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 Zuva rakatevera racho akaona Jesu achiuya kwaari, uye akati: “Onai, Gwayana+ raMwari rinobvisa chivi+ chenyika!+ 1 Petro 1:18, 19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Nekuti munoziva kuti hamuna kusunungurwa*+ nezvinhu zvinoora, nesirivha kana goridhe, pamararamiro enyu asingabatsiri akabva kumadzitateguru enyu. 19 Asi neropa rinokosha raKristu,+ rakaita seregwayana rakanaka+ uye risina kana pakaipa.+
29 Zuva rakatevera racho akaona Jesu achiuya kwaari, uye akati: “Onai, Gwayana+ raMwari rinobvisa chivi+ chenyika!+
18 Nekuti munoziva kuti hamuna kusunungurwa*+ nezvinhu zvinoora, nesirivha kana goridhe, pamararamiro enyu asingabatsiri akabva kumadzitateguru enyu. 19 Asi neropa rinokosha raKristu,+ rakaita seregwayana rakanaka+ uye risina kana pakaipa.+