RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 4:34
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 34 Kana kuti Mwari akamboedza kuzvitorera rudzi pakati perumwe rudzi achishandisa mitongo,* zviratidzo, zvishamiso,+ nehondo,+ neruoko rune simba,+ neruoko rwakatambanudzwa, uye nemabasa anotyisa,+ sezvamakaitirwa naJehovha Mwari wenyu muIjipiti makatarisa here?

  • Nehemiya 9:10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 Makabva maitira Farao nevashandi vake vese nevanhu vese vemunyika yake zviratidzo nezvishamiso,+ nekuti maiziva kuti vaizvikudza+ pamberi pavo. Makaita kuti zita renyu rive nemukurumbira uchiripo nanhasi.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe