Mabasa 7:38 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 38 Uyu ndiye akanga ari pakati peungano murenje nengirozi+ iya yakataura naye+ paGomo reSinai nemadzitateguru edu, uye akagamuchira mashoko matsvene mapenyu kuti atipe.+ VaGaratiya 3:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Saka nei Mutemo wakavapo? Wakawedzerwa kuti zvitadzo zviiswe pachena,+ kusvikira mwana* asvika,+ uyo akanga aitirwa vimbiso yacho; uye wakapiwa nekungirozi+ pachishandiswa ruoko rwemurevereri.+
38 Uyu ndiye akanga ari pakati peungano murenje nengirozi+ iya yakataura naye+ paGomo reSinai nemadzitateguru edu, uye akagamuchira mashoko matsvene mapenyu kuti atipe.+
19 Saka nei Mutemo wakavapo? Wakawedzerwa kuti zvitadzo zviiswe pachena,+ kusvikira mwana* asvika,+ uyo akanga aitirwa vimbiso yacho; uye wakapiwa nekungirozi+ pachishandiswa ruoko rwemurevereri.+