Eksodho 20:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Saka vakati kuna Mozisi: “Imi taurai nesu, uye tichateerera, asi musarega Mwari achitaura nesu, nekuti tinotya kuti tingafa.”+ Dheuteronomi 5:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Ndakanga ndakamira pakati paJehovha nemi panguva iyoyo+ kuti ndikuudzei shoko raJehovha, nekuti maitya moto uye hamuna kukwira mugomo.+ Akati: Johani 1:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Nekuti Mutemo wakapiwa pachishandiswa Mozisi,+ nyasha+ nechokwadi zvikavapo pachishandiswa Jesu Kristu.+
19 Saka vakati kuna Mozisi: “Imi taurai nesu, uye tichateerera, asi musarega Mwari achitaura nesu, nekuti tinotya kuti tingafa.”+
5 Ndakanga ndakamira pakati paJehovha nemi panguva iyoyo+ kuti ndikuudzei shoko raJehovha, nekuti maitya moto uye hamuna kukwira mugomo.+ Akati:
17 Nekuti Mutemo wakapiwa pachishandiswa Mozisi,+ nyasha+ nechokwadi zvikavapo pachishandiswa Jesu Kristu.+