RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 40:20
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 20 Pashure paizvozvo akatora Chipupuriro+ akachiisa muAreka,+ akaisa mapango+ paAreka, akaisa chekukwidibirisa+ pamusoro peAreka.+

  • VaHebheru 9:4, 5
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 4 Maiva nemudziyo wegoridhe wekupisira zvinonhuhwirira+ uye areka yesungano+ yakanga yakaiswa goridhe mativi ese,+ iine chirongo chegoridhe chaiva nemana+ uye tsvimbo yaAroni iya yekutungira+ uye mahwendefa+ esungano; 5 uye pamusoro pacho paiva nemakerubhi aibwinya akanga akavhara chekukwidibirisa chekuyananisa.*+ Asi iye zvino haisi nguva yekudonongodza zvese izvi.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe