RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 12:1-3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 12 Jehovha akati kuna Abramu: “Buda munyika yako usiye hama dzako nemba yababa vako, uende kunyika yandichakuratidza.+ 2 Ndichaita kuti uve rudzi rukuru, uye ndichakukomborera, ndoita kuti zita rako rive guru, uye uchava chikomborero.+ 3 Ndichakomborera vaya vanokukomborera, uye ndichatuka uya anokutuka,+ uye mhuri dzese dzepanyika dzichakomborerwa* nekwauri.”+

  • Genesisi 27:29
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 29 Marudzi ngaakukotamire uye nyika ngadzikushandire. Iva tenzi wehama dzako, uye vanakomana vaamai vako ngavakukotamire.+ Munhu wese anokutuka, ngaatukwe, uye munhu wese anokukomborera ngaakomborerwe.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe