Hosiya 2:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Ndichamudyara panyika sembeu kuti ave wangu,+Uye ndichanzwira tsitsi uya akanga asina kunzwirwa tsitsi;*Ndichati kune vaya vasiri vanhu vangu:* “Muri vanhu vangu,”+ Uye ivo vachati: “Muri Mwari wedu.”’”+ VaRoma 9:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Ndiwo matauriro aanoita mubhuku raHosiya, kuti: “Vaya vasiri vanhu vangu+ ndichavadana kuti ‘vanhu vangu,’ uye mukadzi uya akanga asingadiwi ndichamudana kuti ‘anodiwa’;+ VaRoma 11:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Saka ndinobvunza kuti, Vakagumburwa vakawa zvachose here? Kwete, handizvo! Asi kukanganisa kwavo kuri kuita kuti vanhu vemamwe marudzi vawane ruponeso, kuti ivo vanzwe godo.+ 1 Petro 2:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Nekuti makanga musiri rudzi, asi iye zvino mava vanhu vaMwari;+ maimbova vanhu vasina kunzwirwa tsitsi, asi iye zvino makanzwirwa tsitsi.+
23 Ndichamudyara panyika sembeu kuti ave wangu,+Uye ndichanzwira tsitsi uya akanga asina kunzwirwa tsitsi;*Ndichati kune vaya vasiri vanhu vangu:* “Muri vanhu vangu,”+ Uye ivo vachati: “Muri Mwari wedu.”’”+
25 Ndiwo matauriro aanoita mubhuku raHosiya, kuti: “Vaya vasiri vanhu vangu+ ndichavadana kuti ‘vanhu vangu,’ uye mukadzi uya akanga asingadiwi ndichamudana kuti ‘anodiwa’;+
11 Saka ndinobvunza kuti, Vakagumburwa vakawa zvachose here? Kwete, handizvo! Asi kukanganisa kwavo kuri kuita kuti vanhu vemamwe marudzi vawane ruponeso, kuti ivo vanzwe godo.+
10 Nekuti makanga musiri rudzi, asi iye zvino mava vanhu vaMwari;+ maimbova vanhu vasina kunzwirwa tsitsi, asi iye zvino makanzwirwa tsitsi.+