Hosiya 1:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 “VaIsraeri vachawanda sejecha regungwa risingayereki kana kuverengeka.+ Munzvimbo yavakambonzi, ‘Hamusi vanhu vangu,’+ vachanzi, ‘Vanakomana vaMwari mupenyu.’+ Mabasa 15:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Simiyone+ anyatsorondedzera matangiro akaita Mwari kufunga mamwe marudzi kuti atore vanhu vezita rake pakati pawo.+ VaRoma 9:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Ndiwo matauriro aanoita mubhuku raHosiya, kuti: “Vaya vasiri vanhu vangu+ ndichavadana kuti ‘vanhu vangu,’ uye mukadzi uya akanga asingadiwi ndichamudana kuti ‘anodiwa’;+
10 “VaIsraeri vachawanda sejecha regungwa risingayereki kana kuverengeka.+ Munzvimbo yavakambonzi, ‘Hamusi vanhu vangu,’+ vachanzi, ‘Vanakomana vaMwari mupenyu.’+
14 Simiyone+ anyatsorondedzera matangiro akaita Mwari kufunga mamwe marudzi kuti atore vanhu vezita rake pakati pawo.+
25 Ndiwo matauriro aanoita mubhuku raHosiya, kuti: “Vaya vasiri vanhu vangu+ ndichavadana kuti ‘vanhu vangu,’ uye mukadzi uya akanga asingadiwi ndichamudana kuti ‘anodiwa’;+