Eksodho 17:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Saka vanhu vakatanga kupopotera Mozisi+ vachiti: “Tipe mvura tinwe.” Asi Mozisi akati kwavari: “Nei muri kundipopotera? Munorambirei muchiedza Jehovha?”+ Eksodho 17:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Saka akatumidza nzvimbo yacho kuti Masa*+ uye Meribha,*+ nemhosva yekupopota kwevaIsraeri, uye nekuti vakaedza+ Jehovha vachiti: “Jehovha ari pakati pedu here kana kuti kwete?” Pisarema 95:8, 9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Musaomesa mwoyo yenyu sepaMeribha,*+Sepazuva reMasa* murenje,+ 9 Pandakaedzwa nemadzitateguru enyu;+Akapikisana neni, kunyange zvazvo akanga aona mabasa angu.+ VaHebheru 3:8, 9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 musaomesa mwoyo yenyu sepaya pamakaita kuti ndishatirwe zvikuru, sepazuva remuedzo murenje,+ 9 pandakapikiswa nemadzitateguru enyu achindiedza, kunyange zvazvo akanga aona mabasa angu kwemakore 40.+
2 Saka vanhu vakatanga kupopotera Mozisi+ vachiti: “Tipe mvura tinwe.” Asi Mozisi akati kwavari: “Nei muri kundipopotera? Munorambirei muchiedza Jehovha?”+
7 Saka akatumidza nzvimbo yacho kuti Masa*+ uye Meribha,*+ nemhosva yekupopota kwevaIsraeri, uye nekuti vakaedza+ Jehovha vachiti: “Jehovha ari pakati pedu here kana kuti kwete?”
8 Musaomesa mwoyo yenyu sepaMeribha,*+Sepazuva reMasa* murenje,+ 9 Pandakaedzwa nemadzitateguru enyu;+Akapikisana neni, kunyange zvazvo akanga aona mabasa angu.+
8 musaomesa mwoyo yenyu sepaya pamakaita kuti ndishatirwe zvikuru, sepazuva remuedzo murenje,+ 9 pandakapikiswa nemadzitateguru enyu achindiedza, kunyange zvazvo akanga aona mabasa angu kwemakore 40.+